Johani 5:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Handigamuchiri kukudzwa kunobva kuvanhu, Johani 7:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Wese anotaura zvake ega ari kutsvaga kukudzwa kwake ega; asi wese anotsvaga kukudzwa kwemunhu akamutuma,+ iyeye ndewechokwadi uye maari hamuna kusarurama.
18 Wese anotaura zvake ega ari kutsvaga kukudzwa kwake ega; asi wese anotsvaga kukudzwa kwemunhu akamutuma,+ iyeye ndewechokwadi uye maari hamuna kusarurama.