-
Johani 9:1-3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Paakanga achipfuura, akaona mumwe murume akaberekwa ari bofu. 2 Vadzidzi vake vakamubvunza kuti: “Rabhi,+ ndiani akatadza, munhu uyu kana kuti vabereki vake, zvaakaberekwa ari bofu?” 3 Jesu akapindura kuti: “Munhu uyu nevabereki vake hapana akatadza, asi zvakaitika kuti mabasa aMwari aratidzwe pachena paari.+
-