Mateu 14:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Akati vanhu vese vagare pasi muuswa. Akabva atora zvingwa zvacho zvishanu nehove mbiri, uye achitarisa kudenga, akakumbira chikomborero,+ uye amedura zvingwa, akazvipa vadzidzi, vadzidzi vakazvipa vanhu vese. Mako 7:34, 35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Uye akatarisa kudenga, ndokutura befu, akati kwaari: “Efufata,” zvinoreva kuti, “Vhurika.” 35 Saka nzeve dzake dzakavhurika,+ uye dambudziko rake rekutaura rakabviswa, akatanga kutaura zvakanaka.
19 Akati vanhu vese vagare pasi muuswa. Akabva atora zvingwa zvacho zvishanu nehove mbiri, uye achitarisa kudenga, akakumbira chikomborero,+ uye amedura zvingwa, akazvipa vadzidzi, vadzidzi vakazvipa vanhu vese.
34 Uye akatarisa kudenga, ndokutura befu, akati kwaari: “Efufata,” zvinoreva kuti, “Vhurika.” 35 Saka nzeve dzake dzakavhurika,+ uye dambudziko rake rekutaura rakabviswa, akatanga kutaura zvakanaka.