Johani 15:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Sekudiwa kwandakaitwa naBaba,+ ini ndakakudaiwo; rambai muri murudo rwangu. VaEfeso 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 uye rambai muchifamba murudo,+ sekungodiwa kwatakaitwawo*+ naKristu, akazvipa kuti atifire* semupiro uye sechibayiro, kunhuhwirira kwakanaka kuna Mwari.+ 1 Johani 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Takasvika pakuziva rudo, nekuti iye akapa upenyu hwake* nekuda kwedu,+ uye isu tinotofanirawo kupa upenyu hwedu* nekuda kwehama dzedu.+
2 uye rambai muchifamba murudo,+ sekungodiwa kwatakaitwawo*+ naKristu, akazvipa kuti atifire* semupiro uye sechibayiro, kunhuhwirira kwakanaka kuna Mwari.+
16 Takasvika pakuziva rudo, nekuti iye akapa upenyu hwake* nekuda kwedu,+ uye isu tinotofanirawo kupa upenyu hwedu* nekuda kwehama dzedu.+