Johani 15:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Sekudiwa kwandakaitwa naBaba,+ ini ndakakudaiwo; rambai muri murudo rwangu.