RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 10:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Ndini suo; munhu wese anopinda nepandiri achaponeswa, uye munhu iyeye achapinda nekubuda uye achawana mafuro.+

  • VaEfeso 2:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 nekuti kuburikidza naye, isu mapoka acho maviri, tinosvika kuna Baba takasununguka nemweya mumwe.

  • VaHebheru 10:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Saka hama, sezvo tiine ushingi hwekushandisa nzira inopinda munzvimbo tsvene+ kuburikidza neropa raJesu, 20 yaakatizarurira senzira itsva uye mhenyu inopinda nepaketeni,+ iro rinoreva nyama yake,

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe