Mateu 27:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Iye zvino Jesu akanga amira pamberi pagavhuna, uye gavhuna wacho akamubvunza kuti: “Ndiwe Mambo wevaJudha here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+ Ruka 1:31, 32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Uye uchava nepamuviri, wobereka mwanakomana,+ uye unofanira kumutumidza kuti Jesu.+ 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+ Johani 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka vakatora mapazi emichindwe, vakabuda kunomuchingura uye vakatanga kushevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti mumuponese!* Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha,*+ Mambo waIsraeri!”+
11 Iye zvino Jesu akanga amira pamberi pagavhuna, uye gavhuna wacho akamubvunza kuti: “Ndiwe Mambo wevaJudha here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+
31 Uye uchava nepamuviri, wobereka mwanakomana,+ uye unofanira kumutumidza kuti Jesu.+ 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana weWekumusorosoro,+ uye Jehovha* Mwari achamupa chigaro cheumambo chababa vake Dhavhidhi,+
13 Saka vakatora mapazi emichindwe, vakabuda kunomuchingura uye vakatanga kushevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti mumuponese!* Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha,*+ Mambo waIsraeri!”+