Johani 10:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Asi kana ndiri kuaita, kunyange zvazvo musinganditendi, tendai mabasa acho,+ kuti musvike pakuziva uye murambe muchiziva kuti Baba vari pamwe neni uye ini ndiri pamwe naBaba.”+ Johani 17:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 kuti vese vave vamwe,+ semi Baba muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi,+ kuti ivowo vave pamwe nesu, kuti nyika itende kuti makandituma.
38 Asi kana ndiri kuaita, kunyange zvazvo musinganditendi, tendai mabasa acho,+ kuti musvike pakuziva uye murambe muchiziva kuti Baba vari pamwe neni uye ini ndiri pamwe naBaba.”+
21 kuti vese vave vamwe,+ semi Baba muri pamwe neni uye ini ndiri pamwe nemi,+ kuti ivowo vave pamwe nesu, kuti nyika itende kuti makandituma.