RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 35:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Musarega vaya vanondivenga pasina chikonzero vachifarira nhamo yangu;

      Musaita kuti vaya vanondivenga pasina chikonzero+ vachonye maziso avo zveruvengo.+

  • Pisarema 69:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Vaya vanondivenga pasina chikonzero+

      Vakawanda kupfuura bvudzi remusoro wangu.

      Vaya vanoda kundipfuudza,

      Vavengi vangu vanonyengera,* vawanda.

      Ndakamanikidzwa kudzorera zvandakanga ndisina kuba.

  • Ruka 23:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Kechitatu akati kwavari: “Nemhosva yei? Atadzeiko murume uyu? Hapana chandawana chaakaita chakakodzera rufu; saka ndichamuranga ndomusunungura.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe