Johani 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Pakutanga Shoko rakanga riripo,+ uye Shoko rakanga riina Mwari,+ uye Shoko rakanga riri mwari.+ Johani 8:58 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 58 Jesu akati kwavari: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Abrahamu asati avako, ini ndakanga ndavako.”+ VaKorose 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Iye ndiye mufananidzo waMwari asingaoneki,+ dangwe rezvisikwa zvese;+
58 Jesu akati kwavari: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, Abrahamu asati avako, ini ndakanga ndavako.”+