Mateu 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mumazuva iwayo Johani+ Mubhabhatidzi akauya achiparidza+ murenje* reJudhiya, Ruka 3:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 mumazuva emutungamiriri wevapristi Anasi neaKayafasi,+ shoko raMwari rakasvika kuna Johani+ mwanakomana waZekariya ari murenje.+
2 mumazuva emutungamiriri wevapristi Anasi neaKayafasi,+ shoko raMwari rakasvika kuna Johani+ mwanakomana waZekariya ari murenje.+