VaRoma 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 isu, kunyange zvazvo takawanda, tiri muviri mumwe chete uri pamwe naKristu, asi mumwe nemumwe wedu inhengo yakabatana nedzimwe.+ 1 VaKorinde 1:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka ndinokukurudzirai, hama, nezita raShe wedu Jesu Kristu, kuti mese munofanira kutaura muchibvumirana uye kuti hamufaniri kupesana pakati penyu,+ asi munofanira kunyatsobatana pamafungiro enyu uye pamaonero amunoita zvinhu.+ VaGaratiya 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi,+ nekuti imi mese muri pamwe chete muna Kristu Jesu.+
5 isu, kunyange zvazvo takawanda, tiri muviri mumwe chete uri pamwe naKristu, asi mumwe nemumwe wedu inhengo yakabatana nedzimwe.+
10 Saka ndinokukurudzirai, hama, nezita raShe wedu Jesu Kristu, kuti mese munofanira kutaura muchibvumirana uye kuti hamufaniri kupesana pakati penyu,+ asi munofanira kunyatsobatana pamafungiro enyu uye pamaonero amunoita zvinhu.+
28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi,+ nekuti imi mese muri pamwe chete muna Kristu Jesu.+