Johani 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi. Johani 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mozisi,+ nyasha+ nechokwadi zvikavapo pachishandiswa Jesu Kristu.+ Johani 14:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Jesu akati kwaari: “Ndini nzira+ nechokwadi+ neupenyu.+ Hapana anouya kuna Baba asina kusvika nekwandiri.+
14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi.
17 Nekuti Mutemo wakapiwa pachishandiswa Mozisi,+ nyasha+ nechokwadi zvikavapo pachishandiswa Jesu Kristu.+
6 Jesu akati kwaari: “Ndini nzira+ nechokwadi+ neupenyu.+ Hapana anouya kuna Baba asina kusvika nekwandiri.+