Johani 1:19, 20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Izvi ndizvo zvakataurwa naJohani pakauya vapristi nevaRevhi vatumwa nevaJudha kubva kuJerusarema kuzomubvunza kuti: “Ndiwe ani?”+ 20 Iye akabuda pachena uye haana kuramba kutaura. Akati: “Handisi Kristu.”
19 Izvi ndizvo zvakataurwa naJohani pakauya vapristi nevaRevhi vatumwa nevaJudha kubva kuJerusarema kuzomubvunza kuti: “Ndiwe ani?”+ 20 Iye akabuda pachena uye haana kuramba kutaura. Akati: “Handisi Kristu.”