Johani 3:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Anotenda muMwanakomana ane upenyu husingaperi;+ asingateereri Mwanakomana haazooni upenyu,+ asi hasha dzaMwari dzinoramba dziri paari.+ Johani 20:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye nekuda kwekutenda, muve neupenyu muzita rake.+
36 Anotenda muMwanakomana ane upenyu husingaperi;+ asingateereri Mwanakomana haazooni upenyu,+ asi hasha dzaMwari dzinoramba dziri paari.+
31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye nekuda kwekutenda, muve neupenyu muzita rake.+