RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 6:40
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 40 Nekuti uku ndiko kuda kwaBaba vangu, kuti munhu wese anobvuma Mwanakomana otenda maari ave neupenyu husingaperi,+ uye ini ndichamumutsa+ pazuva rekupedzisira.”

  • Johani 20:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye nekuda kwekutenda, muve neupenyu muzita rake.+

  • VaRoma 6:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Nekuti mubayiro wechivi ndirwo rufu,+ asi chipo chinopiwa naMwari achishandisa Kristu Jesu Ishe wedu+ ndihwo upenyu husingaperi.+

  • 2 Timoti 3:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene,+ zvinokwanisa kukubatsira kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso nekutenda muna Kristu Jesu.+

  • 1 Johani 5:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Ndiri kukunyorerai zvinhu izvi imi munotenda muzita reMwanakomana waMwari+ kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe