RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 4:16, 17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Vanhu vanogara murima vakaona chiedza chikuru, uye vaya vanogara munharaunda yemumvuri werufu, vakavhenekerwa nechiedza.”+ 17 Kubvira panguva iyoyo, Jesu akatanga kuparidza, achiti: “Pfidzai zvivi zvenyu, nekuti Umambo hwekudenga hwaswedera pedyo.”+

  • Johani 3:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Kutongwa kuchabva pane izvi: kuti chiedza chakauya munyika,+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza, nekuti mabasa avo akanga akaipa.

  • Johani 12:46
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 46 Ndakauya sechiedza munyika,+ kuti munhu wese anotenda mandiri arege kuramba ari murima.+

  • 1 Johani 2:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Ndiri kukunyoreraiwo murayiro mutsva, waakazadzisa uye wamakazadzisawo, nekuti rima riri kupfuura uye chiedza chechokwadi chava kutopenya.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe