Ruka 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 ini ndakasarudzawo kukunyorerai mashoko acho kuti munyatsonzwisisa kutevedzana kwenyaya yacho, imi munoremekedzwa kwazvo Tiyofiro, nekuti ndakanyatsoronda zvinhu zvese kubvira pazvakatangira,+ Ruka 3:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jesu+ paakatanga basa rake, aiva nemakore angasvika 30,+ uye sekufungwa kwazvaiitwa, aiva mwanakomanawaJosefa,+mwanakomana waHirai,
3 ini ndakasarudzawo kukunyorerai mashoko acho kuti munyatsonzwisisa kutevedzana kwenyaya yacho, imi munoremekedzwa kwazvo Tiyofiro, nekuti ndakanyatsoronda zvinhu zvese kubvira pazvakatangira,+
23 Jesu+ paakatanga basa rake, aiva nemakore angasvika 30,+ uye sekufungwa kwazvaiitwa, aiva mwanakomanawaJosefa,+mwanakomana waHirai,