RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Asi Jehovha aida* kuti apwanyiwe, uye akamurega achirwara.

      Kana mukapa upenyu hwake* sechibayiro chemhosva,+

      Achaona vana* vake, achawedzera mazuva ake,+

      Uye pachishandiswa iye, zvinofarirwa naJehovha zvichabudirira.*+

  • Ruka 24:44
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 44 Akabva ati kwavari: “Aya ndiwo mashoko angu andaikutaurirai pandakanga ndichiinemi,+ kuti zvinhu zvese zvakanyorwa nezvangu muMutemo waMozisi nemuVaprofita nemuMapisarema zvinofanira kuzadziswa.”+

  • Mabasa 2:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Murume uyu, uyo akaunzwa kwamuri maererano nekuda kwaMwari uye kuziva kwake zvichaitika,+ makamuturika padanda muchishandisa maoko evanhu vasingateereri mutemo, mukamuuraya.+

  • 1 Petro 1:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Chokwadi, akazivikanwa nyika isati yavambwa,+ asi akaratidzwa pachena pamugumo wemazuva acho zvichiitirwa imi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe