-
Mabasa 6:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Stefani akanga azere nenyasha dzaMwari nesimba, achiita zvishamiso nezviratidzo pakati pevanhu.
-
-
Mabasa 15:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Vanhu vese vakabva vanyarara, vakatanga kuteerera Bhanabhasi naPauro vachirondedzera zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakanga zvaitwa naMwari achivashandisa pakati pemamwe marudzi.
-
-
VaRoma 15:18, 19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
18 Nekuti handingambotauri zvimwe zvinhu kunze kwezviya zvakaitwa naKristu achindishandisa kuti mamwe marudzi ateerere, pachishandiswa shoko rangu nezviito, 19 nesimba rezviratidzo nezvishamiso,+ uye simba remweya waMwari, zvekuti kubvira muJerusarema kutenderera kusvikira kwese kuIririkumu ndakanyatsoparidza mashoko akanaka pamusoro paKristu.+
-