Johani 10:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 uye Jesu akanga achifamba mutemberi muvharanda raSoromoni.+ Mabasa 3:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Murume uyu paakanga achakabata Petro naJohani, vanhu vese vakamhanyira kwavari kune rainzi Vharanda raSoromoni,+ vachishamiswa chaizvo.
11 Murume uyu paakanga achakabata Petro naJohani, vanhu vese vakamhanyira kwavari kune rainzi Vharanda raSoromoni,+ vachishamiswa chaizvo.