Mateu 1:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Achabereka mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Jesu,*+ nekuti achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.”+ VaHebheru 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zvinhu zvese zviripo nekuda kwaMwari uye kuburikidza naye. Saka paakaita kuti vanakomana vakawanda vauye pakubwinya,+ zvakanga zvakakodzera kuti aite kuti Mumiririri Mukuru weruponeso rwavo+ ave akakwana kuburikidza nematambudziko.+
21 Achabereka mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Jesu,*+ nekuti achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.”+
10 Zvinhu zvese zviripo nekuda kwaMwari uye kuburikidza naye. Saka paakaita kuti vanakomana vakawanda vauye pakubwinya,+ zvakanga zvakakodzera kuti aite kuti Mumiririri Mukuru weruponeso rwavo+ ave akakwana kuburikidza nematambudziko.+