Isaya 53:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nemhaka yemarwadzo ake akanyanya,* iye achaona, ogutsikana. Achishandisa ruzivo rwake, mushumiri wangu akarurama+Achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama,+Uye achatakura kukanganisa kwavo.+ Mabasa 2:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Petro akati kwavari: “Pfidzai+ zvivi zvenyu, uye mumwe nemumwe wenyu ngaabhabhatidzwe+ muzita raJesu Kristu kuti muregererwe zvivi zvenyu,+ uye muchagamuchira chipo chepachena chemweya mutsvene. Mabasa 10:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Vaprofita vese vanomupupurira+ kuti munhu wese anotenda maari anoregererwa zvivi muzita rake.”+
11 Nemhaka yemarwadzo ake akanyanya,* iye achaona, ogutsikana. Achishandisa ruzivo rwake, mushumiri wangu akarurama+Achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama,+Uye achatakura kukanganisa kwavo.+
38 Petro akati kwavari: “Pfidzai+ zvivi zvenyu, uye mumwe nemumwe wenyu ngaabhabhatidzwe+ muzita raJesu Kristu kuti muregererwe zvivi zvenyu,+ uye muchagamuchira chipo chepachena chemweya mutsvene.