Johani 15:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Pachasvika mubatsiri wandichakutumirai kubva kuna Baba, iwo mweya wechokwadi,+ unobva kuna Baba, iwoyo uchandipupurira;+
26 Pachasvika mubatsiri wandichakutumirai kubva kuna Baba, iwo mweya wechokwadi,+ unobva kuna Baba, iwoyo uchandipupurira;+