Mateu 10:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Chenjererai vanhu, nekuti vachakuendesai kumatare ekwamunogara+ uye vachakurovai zvakasimba+ mumasinagogi avo.+ Mako 13:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Asi imi, zvichenjererei. Vanhu vachakuendesai kumatare ekwamunogara,+ uye mucharohwa mumasinagogi+ momiswa pamberi pemagavhuna nemadzimambo nekuda kwangu, kuti zvive uchapupu kwavari.+
17 Chenjererai vanhu, nekuti vachakuendesai kumatare ekwamunogara+ uye vachakurovai zvakasimba+ mumasinagogi avo.+
9 “Asi imi, zvichenjererei. Vanhu vachakuendesai kumatare ekwamunogara,+ uye mucharohwa mumasinagogi+ momiswa pamberi pemagavhuna nemadzimambo nekuda kwangu, kuti zvive uchapupu kwavari.+