5 Unofanira kubva wazivisa pamberi paJehovha Mwari wako kuti, ‘Baba vangu vaiva muAramu+ aidzungaira, uye vakaenda kuIjipiti+ vakagara ikoko semutorwa vaine vanhu vashomanana muimba yavo.+ Asi vari ikoko vakava rudzi rukuru, rune simba uye rune vanhu vazhinji.+