Ruka 22:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Paakanga achiri kutaura, vanhu vakawanda vakabva vasvika, uye murume ainzi Judhasi, mumwe wevane Gumi Nevaviri, ndiye aivatungamirira. Akabva aswedera kuna Jesu kuti amutsvode.+ Johani 18:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka Judhasi akauya neboka revarwi nevarindi vevatungamiriri vevapristi nevevaFarisi, vakaenda ikoko nemazhenje emoto nemarambi nezvombo.+
47 Paakanga achiri kutaura, vanhu vakawanda vakabva vasvika, uye murume ainzi Judhasi, mumwe wevane Gumi Nevaviri, ndiye aivatungamirira. Akabva aswedera kuna Jesu kuti amutsvode.+
3 Saka Judhasi akauya neboka revarwi nevarindi vevatungamiriri vevapristi nevevaFarisi, vakaenda ikoko nemazhenje emoto nemarambi nezvombo.+