RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 14:21, 22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Mozisi akabva atambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ uye Jehovha akadzorera shure gungwa achishandisa mhepo yekumabvazuva ine simba usiku hwese, achiita kuti pasi pegungwa pachinje kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakakamurwa.+ 22 Saka vaIsraeri vakapfuura nepakati pegungwa panyika yakaoma,+ uye mvura yakanga yakaita semadziro kuruoko rwavo rwerudyi nekuruboshwe kwavo.+

  • Eksodho 15:4, 5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Akanda ngoro dzaFarao nemauto ake mugungwa,+

      Uye varwi vake vakanyatsosarudzwa vanyura muGungwa Dzvuku.+

       5 Mvura ine masaisai yavafukidza; vanyura sedombo mumvura yakadzika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe