-
Numeri 14:33, 34Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
33 Vanakomana venyu vachava vafudzi murenje kwemakore 40,+ uye vachazvidavirira pamabasa enyu ekusatendeka,* kusvikira chitunha chenyu chekupedzisira chawa murenje.+ 34 Zvichienderana nemazuva amakasora nyika yacho, mazuva 40,+ zuva richiva gore, zuva richiva gore, muchazvidavirira kutadza kwenyu kwemakore 40,+ kuti muzive zvinoitika kana mukandipikisa.*
-