Johani 18:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Vakabva vabva naJesu kuna Kayafasi, vakaenda naye kumuzinda wagavhuna.+ Iye zvino kwakanga kwava kuchena. Asi ivo pachavo havana kupinda mumuzinda magavhuna, kuti vasasvibiswa,+ vazokwanisa kudya Paseka.
28 Vakabva vabva naJesu kuna Kayafasi, vakaenda naye kumuzinda wagavhuna.+ Iye zvino kwakanga kwava kuchena. Asi ivo pachavo havana kupinda mumuzinda magavhuna, kuti vasasvibiswa,+ vazokwanisa kudya Paseka.