RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Nemhaka yemarwadzo ake akanyanya,* iye achaona, ogutsikana.

      Achishandisa ruzivo rwake, mushumiri wangu akarurama+

      Achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama,+

      Uye achatakura kukanganisa kwavo.+

  • Jeremiya 31:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 “Uye hapana achazodzidzisazve muvakidzani wake uye hama yake, achiti, ‘Ziva Jehovha!’+ nekuti vese vachandiziva, kubvira kumudiki wavo kusvika kumukuru,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. “Nekuti ndichavaregerera kukanganisa kwavo, uye handichazoyeukizve chivi chavo.”+

  • Dhanieri 9:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 “Pane mavhiki* 70 akasarudzirwa vanhu vako neguta rako dzvene,+ kuti kutadza kugumiswe, kuti chivi chipedzwe,+ kuti kukanganisa kuregererwe,+ kuti pave nekururama nekusingaperi,+ kuti chiratidzo neuprofita zviiswe chidhindo,*+ uye kuti Nzvimbo Tsvenetsvene izodzwe.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe