Mateu 3:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Kana ndiri ini, ndinokubhabhatidzai nemvura nekuda kwekupfidza zvivi zvenyu,+ asi uyo ari kuuya pashure pangu akasimba kundipfuura, uye ane shangu dzandisina kukodzera kubvisa.+ Iyeye achakubhabhatidzai nemweya mutsvene+ uye nemoto.+ Mako 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndakakubhabhatidzai nemvura, asi iye achakubhabhatidzai nemweya mutsvene.”+ Ruka 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Johani akavapindura vese achiti: “Ini ndinokubhabhatidzai nemvura, asi uyo ari kuuya akasimba kundipfuura, uye ane shangu dzandisina kukodzera kusunungura.+ Achakubhabhatidzai nemweya mutsvene nemoto.+ Mabasa 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 nekuti Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa nemweya mutsvene+ mazuva mashomanana ari kuuya.”
11 Kana ndiri ini, ndinokubhabhatidzai nemvura nekuda kwekupfidza zvivi zvenyu,+ asi uyo ari kuuya pashure pangu akasimba kundipfuura, uye ane shangu dzandisina kukodzera kubvisa.+ Iyeye achakubhabhatidzai nemweya mutsvene+ uye nemoto.+
16 Johani akavapindura vese achiti: “Ini ndinokubhabhatidzai nemvura, asi uyo ari kuuya akasimba kundipfuura, uye ane shangu dzandisina kukodzera kusunungura.+ Achakubhabhatidzai nemweya mutsvene nemoto.+
5 nekuti Johani akabhabhatidza nemvura, asi imi muchabhabhatidzwa nemweya mutsvene+ mazuva mashomanana ari kuuya.”