Mabasa 8:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Sauro aivapowo achibvumirana nekupondwa kwake.+ Musi iwoyo ungano yemuJerusarema yakatanga kutambudzwa zvikuru; vanhu vese vakapararira neJudhiya yese neSamariya, kukasara vaapostora chete.+
8 Sauro aivapowo achibvumirana nekupondwa kwake.+ Musi iwoyo ungano yemuJerusarema yakatanga kutambudzwa zvikuru; vanhu vese vakapararira neJudhiya yese neSamariya, kukasara vaapostora chete.+