Mateu 4:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Achibva ipapo, akaona vamwe vaviri vaiva mukoma nemunin’ina, Jakobho mwanakomana waZebhedhi nemunin’ina wake Johani.+ Vaiva muchikepe nababa vavo Zebhedhi, vachigadzira mambure avo, uye akavashevedza.+
21 Achibva ipapo, akaona vamwe vaviri vaiva mukoma nemunin’ina, Jakobho mwanakomana waZebhedhi nemunin’ina wake Johani.+ Vaiva muchikepe nababa vavo Zebhedhi, vachigadzira mambure avo, uye akavashevedza.+