Mabasa 11:29, 30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Saka vadzidzi vakasarudza kutumira zvinhu zvekuyamura+ hama dzaigara muJudhiya, mumwe nemumwe achibvisa zvaaikwanisa;+ 30 uye ndizvo zvavakaita, vakazvipa Bhanabhasi naSauro kuti vazviendese kuvakuru.+
29 Saka vadzidzi vakasarudza kutumira zvinhu zvekuyamura+ hama dzaigara muJudhiya, mumwe nemumwe achibvisa zvaaikwanisa;+ 30 uye ndizvo zvavakaita, vakazvipa Bhanabhasi naSauro kuti vazviendese kuvakuru.+