Mateu 28:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi ngirozi yakati kuvakadzi vacho: “Musatya, nekuti ndinoziva kuti muri kutsvaga Jesu uyo akarovererwa.+ 6 Haapo pano, nekuti akamutswa, sekutaura kwaakaita.+ Uyai muone paakanga akarara. Mabasa 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Asi Mwari akamumutsa+ nekumusunungura pamarwadzo erufu,* nekuti zvakanga zvisingaiti kuti arambe akabatwa narwo.+
5 Asi ngirozi yakati kuvakadzi vacho: “Musatya, nekuti ndinoziva kuti muri kutsvaga Jesu uyo akarovererwa.+ 6 Haapo pano, nekuti akamutswa, sekutaura kwaakaita.+ Uyai muone paakanga akarara.
24 Asi Mwari akamumutsa+ nekumusunungura pamarwadzo erufu,* nekuti zvakanga zvisingaiti kuti arambe akabatwa narwo.+