Mabasa 11:22, 23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Mashoko pamusoro pavo akasvika munzeve dzeungano yemuJerusarema, uye ungano yakatuma Bhanabhasi+ kuti asvike kuAndiyoki. 23 Paakasvika, akaona nyasha dzaMwari pavari, akafara, akatanga kuvakurudzira vese kuti varambe vari munaShe nemwoyo wese;+
22 Mashoko pamusoro pavo akasvika munzeve dzeungano yemuJerusarema, uye ungano yakatuma Bhanabhasi+ kuti asvike kuAndiyoki. 23 Paakasvika, akaona nyasha dzaMwari pavari, akafara, akatanga kuvakurudzira vese kuti varambe vari munaShe nemwoyo wese;+