RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 10:38
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 Uye munhu wese asingagamuchiri danda rake rekutambudzirwa* onditevera haana kukodzera ini.+

  • Johani 15:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Kudai maiva venyika, nyika ingadai ichida vayo. Asi sezvo musiri venyika,+ uye ndakakusarudzai munyika, nyika inokuvengai nechikonzero ichi.+

  • VaRoma 8:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Saka kana tiri vana, tinogarawo nhaka, nhaka yaMwari, asi tinogara nhaka+ iyi pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura pamwe chete+ kuti tizokudzwawo pamwe chete.+

  • 1 VaTesaronika 3:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Nekuti pataiva nemi, taiwanzokuudzai kuti taizosangana nematambudziko, saka izvi ndizvo zvazoitika, sezvamunoziva.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe