-
Mabasa 19:9, 10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Asi vamwe pavakaomesa musoro vachiramba kutenda, vachitaura zvakaipa pamusoro peNzira Iyi+ pamberi peruzhinji, akavasiya+ akaparadzanisa vadzidzi nevanhu ivavo, achikurukura navo zuva nezuva muimba yechikoro chaTirano. 10 Izvi zvakaitika kwemakore maviri, zvekuti vese vaigara munharaunda yeEzhiya vakanzwa shoko raShe, vaJudha nevaGiriki.
-