Mateu 26:27, 28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Uye akatora kapu, akaonga ndokuvapa, achiti: “Mese inwai,+ 28 nekuti iyi inomirira ‘ropa+ rangu resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ kuti vakanganwirwe zvivi.+ VaEfeso 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Naye tinosunungurwa nerudzikinuro kuburikidza neropa rake,+ tichiregererwa zvitadzo zvedu+ maererano nekuwanda kwenyasha dzaMwari.
27 Uye akatora kapu, akaonga ndokuvapa, achiti: “Mese inwai,+ 28 nekuti iyi inomirira ‘ropa+ rangu resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ kuti vakanganwirwe zvivi.+
7 Naye tinosunungurwa nerudzikinuro kuburikidza neropa rake,+ tichiregererwa zvitadzo zvedu+ maererano nekuwanda kwenyasha dzaMwari.