Mabasa 5:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Mwari akamukwidziridza kuruoko rwake rwerudyi+ seMumiririri Mukuru+ neMuponesi,+ kuti Israeri apfidze zvivi zvake okanganwirwa.+ VaHebheru 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zvinhu zvese zviripo nekuda kwaMwari uye kuburikidza naye. Saka paakaita kuti vanakomana vakawanda vauye pakubwinya,+ zvakanga zvakakodzera kuti aite kuti Mumiririri Mukuru weruponeso rwavo+ ave akakwana kuburikidza nematambudziko.+
31 Mwari akamukwidziridza kuruoko rwake rwerudyi+ seMumiririri Mukuru+ neMuponesi,+ kuti Israeri apfidze zvivi zvake okanganwirwa.+
10 Zvinhu zvese zviripo nekuda kwaMwari uye kuburikidza naye. Saka paakaita kuti vanakomana vakawanda vauye pakubwinya,+ zvakanga zvakakodzera kuti aite kuti Mumiririri Mukuru weruponeso rwavo+ ave akakwana kuburikidza nematambudziko.+