VaFiripi 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi kunyange ndiri kudururwa semupiro wechinwiwa+ pamusoro pechibayiro+ nepabasa dzvene, iro ramakatungamirirwa kwariri nekutenda kwenyu, ndinofara uye ndinofarisisa nemi mese. 1 Petro 4:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vadiwa, musashamiswa nemiedzo yakaita semoto yamuinayo,+ sekunge kuti zviri kuitika kwamuri zvitsva. 13 Asi rambai muchifara+ nepamasvika pakutamburawo sezvakaita Kristu,+ kuti mufarewo uye mupembere nemufaro pakuratidzwa kwekubwinya kwake.+
17 Asi kunyange ndiri kudururwa semupiro wechinwiwa+ pamusoro pechibayiro+ nepabasa dzvene, iro ramakatungamirirwa kwariri nekutenda kwenyu, ndinofara uye ndinofarisisa nemi mese.
12 Vadiwa, musashamiswa nemiedzo yakaita semoto yamuinayo,+ sekunge kuti zviri kuitika kwamuri zvitsva. 13 Asi rambai muchifara+ nepamasvika pakutamburawo sezvakaita Kristu,+ kuti mufarewo uye mupembere nemufaro pakuratidzwa kwekubwinya kwake.+