Habhakuki 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Tarisa munhu anozvikudza;Mwoyo wake hauna kururama. Asi munhu akarurama achararama nekutendeka kwake.*+ VaGaratiya 3:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uyewo zviri pachena kuti hapana anonzi naMwari akarurama pachishandiswa mutemo,+ nekuti “munhu akarurama achararama nekutenda.”+ VaHebheru 10:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 “Asi munhu wangu akarurama achararama nekutenda,”+ uye “kana akadzokera shure, handizomufariri.”*+
4 Tarisa munhu anozvikudza;Mwoyo wake hauna kururama. Asi munhu akarurama achararama nekutendeka kwake.*+
11 Uyewo zviri pachena kuti hapana anonzi naMwari akarurama pachishandiswa mutemo,+ nekuti “munhu akarurama achararama nekutenda.”+
38 “Asi munhu wangu akarurama achararama nekutenda,”+ uye “kana akadzokera shure, handizomufariri.”*+