VaKorose 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 mupfeke unhu hutsva,+ huri kuitwa hutsva kuburikidza neruzivo rwakarurama maererano nemufananidzo weuya akahusika,+ 1 Johani 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Tinoziva kuti takabva murufu tikava vapenyu,+ nekuti tinoda hama dzedu.+ Uyo asingadi hama yake anoramba ari murufu.+
10 mupfeke unhu hutsva,+ huri kuitwa hutsva kuburikidza neruzivo rwakarurama maererano nemufananidzo weuya akahusika,+
14 Tinoziva kuti takabva murufu tikava vapenyu,+ nekuti tinoda hama dzedu.+ Uyo asingadi hama yake anoramba ari murufu.+