2 VaKorinde 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti kunyange zvazvo kutambura kwacho kuri kwenguva diki uye kwakareruka, kunoita kuti tiwane kubwinya kwakatokura kwazvo uye kusingaperi;+ 1 Petro 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi rambai muchifara+ nepamasvika pakutamburawo sezvakaita Kristu,+ kuti mufarewo uye mupembere nemufaro pakuratidzwa kwekubwinya kwake.+
17 Nekuti kunyange zvazvo kutambura kwacho kuri kwenguva diki uye kwakareruka, kunoita kuti tiwane kubwinya kwakatokura kwazvo uye kusingaperi;+
13 Asi rambai muchifara+ nepamasvika pakutamburawo sezvakaita Kristu,+ kuti mufarewo uye mupembere nemufaro pakuratidzwa kwekubwinya kwake.+