RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaGaratiya 4:4, 5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Asi pakazonyatsokwana nguva yacho, Mwari akatuma Mwanakomana wake, akaberekwa nemukadzi,+ akava pasi pemutemo,+ 5 kuti asunungure achiita zvekutenga vaya vaiva pasi pemutemo,+ kuti isu titorwe* tive vanakomana.+

  • VaEfeso 1:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Nekuti akagara atigadza+ kuti titorwe sevanakomana vake+ achishandisa Jesu Kristu, maererano nezvinomufadza uye kuda kwake,+

  • Zvakazarurwa 21:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Munhu wese anokunda achawana zvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake iye ova mwanakomana wangu.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe