VaRoma 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti Abrahamu kana vana vake havana kuvimbiswa kuti vaizogara nhaka yenyika+ nekuti vakanga vachengeta mutemo, asi vakavimbiswa nekuti vakanga vanzi vakarurama zvichibva pakutenda.+
13 Nekuti Abrahamu kana vana vake havana kuvimbiswa kuti vaizogara nhaka yenyika+ nekuti vakanga vachengeta mutemo, asi vakavimbiswa nekuti vakanga vanzi vakarurama zvichibva pakutenda.+