Mabasa 13:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Mwari akazvizadzisa zvizere kwatiri, isu vana vavo, nekumutsa Jesu;+ sekunyorwa kwazvakaitwa mupisarema rechipiri kuti: ‘Ndiwe mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako.’+
33 Mwari akazvizadzisa zvizere kwatiri, isu vana vavo, nekumutsa Jesu;+ sekunyorwa kwazvakaitwa mupisarema rechipiri kuti: ‘Ndiwe mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako.’+