VaRoma 9:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti ndinoshuva kuti dai ndiri ini hangu ndakaparadzaniswa naKristu semunhu akatukwa kuti zvibatsire hama dzangu, hama dzangu panyama, 4 vaIsraeri. Vakatorwa* sevanakomana,+ vakapiwa kukudzwa, sungano,+ Mutemo,+ basa dzvene,+ uye vimbiso.+
3 Nekuti ndinoshuva kuti dai ndiri ini hangu ndakaparadzaniswa naKristu semunhu akatukwa kuti zvibatsire hama dzangu, hama dzangu panyama, 4 vaIsraeri. Vakatorwa* sevanakomana,+ vakapiwa kukudzwa, sungano,+ Mutemo,+ basa dzvene,+ uye vimbiso.+