Ruka 16:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Saka akati kwavari: “Ndimi munozviti makarurama pamberi pevanhu,+ asi Mwari anoziva mwoyo yenyu.+ Nekuti chinhu chinonzi chinorumbidzwa pakati pevanhu chinosemesa pamberi paMwari.+ VaFiripi 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 uye kuti ndiwanikwe ndiri pamwe naye, kwete pamusana pekururama kunobva pakutevedzera Mutemo, asi kururama kunovapo kuburikidza nekutenda+ muna Kristu,+ kururama kunobva kuna Mwari kwakavakirwa pakutenda.+
15 Saka akati kwavari: “Ndimi munozviti makarurama pamberi pevanhu,+ asi Mwari anoziva mwoyo yenyu.+ Nekuti chinhu chinonzi chinorumbidzwa pakati pevanhu chinosemesa pamberi paMwari.+
9 uye kuti ndiwanikwe ndiri pamwe naye, kwete pamusana pekururama kunobva pakutevedzera Mutemo, asi kururama kunovapo kuburikidza nekutenda+ muna Kristu,+ kururama kunobva kuna Mwari kwakavakirwa pakutenda.+